Ask Tete
Help ndakarova nyoro munhu asiriye

Help ndakarova nyoro munhu asiriye. Ndati ndimbonzwawo vamwe nekuti as I write this story ndanetsekana pamoyo. I just moved from Masvingo to Harare and in my hood ndakasangana naSekai. Baby rine macurves ekuti kana iwe unonakirwa but hey rakazova dambudzo kumberi.
To me, she seemed like a decent lady anoshanda for ZOL and I thought everything was in order. First day kunyenga akabvuma and weekend yacho takaenda hedu kunotandara paLake. From there we went out to the popular Ginimbi Nightclub and had fun only to come home ndokurovana nyoro.
Nguva yese iyi I had no doubts, nyaya yakazotanga ndakuona mota dzakawanda dzichiuya kuzomusiya kumba, at first I thought kuti pamwe maTaxi or rather that Vaya App the Zimbabwean version of Uber but I later noticed mahugs as she got out of the car. Ndine stress yakaipa right now nekuti ndakarova nyoro. Please help me ladies and gents out there, how do I ask her who these men are?
As far as I was concerned we were dating but since musi wenyoro uyu, we haven’t spent even 30 minutes together. Might it be that ndakatadza kuisa mushe or ndakasangana nehure? I am planning to go to New Start Centre for HIV testing but kutya manje. Ndoita sei nhai hama. Your comments are very much welcome as I need help to deal with this lady.
In my head maBaby ese from Harare are like this unless if I am wrong, kwedu kuMasvingo hakuna zvakadai. I keep telling myself kuti rwendo rwuno ndakarova nyoro munhu asiriye.
I know vamwe venyu are good at judging others so ndinokumbira hangu if you have nothing constructive to say please just read and pass on as I seriously need help right now. I can’t even focus at work and this Sekai Issue is becoming a huge problem. Ndoita sei guys?
Peter
-
Nhau DzeBonde4 years ago
Ndakasvirwa nemurume wemunhu ndikaita kunge beche richabvaruka
-
Nhau DzeBonde5 years ago
Ndakaiswa nayo ndikanzwa makumbo akudedera nekunakirwa!
-
Nhau DzeBonde4 years ago
Kusvirwa kwandakaitwa nyoro muharare neshamwari yangu!
-
Nhau DzeBonde4 years ago
Mainini vakafongora ndokuisa bhurungwa paside ndichibva ndaibairira nyoro pashebeen!
-
Nhau DzeBonde4 years ago
Ndakarohwa nenyere ndikasvirwa nyoro nalandlord!
-
Nhau DzeBonde5 years ago
Ndakawona beche rakaitwa kuyanikwa apa rakanunira mukati
-
Nhau DzeBonde5 years ago
Ndakaiswa ndakanyatsovhura makumbo apa achiyamwa matits angu!
-
Nhau DzeBonde4 years ago
Kusvirwa neMurume weShamwari yangu paParty Kumba Kwavo