Ndoita Sei nhai kuti ndinakirwe nemurume wangu?

Must Read

Makadii vadikani mose ndine nyaya yangu yandinodawo rubatsiro please musanditukewo nekuti ndirikutotsvagawo kuziva. Ndakaroora last year and I am 28 years old.

Ndakachengetwa naMainini and makuriro acho aive hondo chaiyo. Coke chaiyo or Simba Chips taimaonerwa muTV so much that I had no one to turn to ndirimudiki. A few friends would chip in to help with my school fees kana mainini vati havanamari.

This affected me to the point that even now ndaroorwa i have no one to turn to. My friends are busy trying to make their relationships work or they are busy with their businesses.

When I look at my husband, handinzwe kana chunhu its like hapana attraction at all we got married as a duty. Iye anondida and inini ndinomuda but when it comes paBonde apa haa zvakaoma handinzwe kana chinhu. Zero chaiyo, size anayo yakanaka and yakakora but ini hangu handinzwe kana kunakirwa nayo.

Ndodii please kuti ndizwewo kunakirwa nemurume wangu also kuti ndigone kumunakirawo, I am afraid I will end up doing things I will regret kumberi uko. Ndibatsireiwo musanditukewo please. Thanks kune vese vachabatsira. Ndibatei PamaComments.

- Advertisement -
- Advertisement -
- Advertisement -

Latest Stories

Ndoita Sei nhai kuti ndinakirwe nemurume wangu?

Makadii vadikani mose ndine nyaya yangu yandinodawo rubatsiro please musanditukewo nekuti ndirikutotsvagawo kuziva. Ndakaroora last year and I am...

More Articles Like This

- Advertisement -