Home Ask Tete Zvinokwanisika here kuti ndirambe ndichikoira mukadzi kwenguva refu?

Zvinokwanisika here kuti ndirambe ndichikoira mukadzi kwenguva refu?

4844
0
kunakirwa nekukwira

Tete ndaita mubvunzo, ndinoda kukoira mukadzi wangu nguva refu zvinokwanisika here uye ndinoita sei?

Chekutanga, ndinotenda chose kuti wafungawo kunakira umwe wako. Kuvarume vese vane vakadzi, dai muchimbofungawo kuwedzera nguva yauri mukati memukadzi wako. Zvinofadza chose kumukadzi kuva nemurume anotora nguva pabonde.

Kuti nguva iwande, pane zvinofanira kuitwa nemurume. Zvinotora nguva kudzidza asi ukaramba uchidzidza zvinoshanda.

kunakirwa nekukwira

1. Jaira kuti mukadzi wako akupurudzire mboro uye kuitambisa pasina zvokutunda.

2. Dzidza kurarira (kuva mukati memukadzi asi musingakoirani) kungoti ujaire kudziya kwemukadzi.

3. Chimbomira kuzvibatsira nemaoko nokuti kana watanga zvemaoko, pfungwa dzinoti kasira kutunda zvipere. Kana wazova nemukadzi zvonetsa kunonoka. Saka imborega zvekuzvibatsira, mira kurova bonyora.

4. Kana wapinza mboro mumukadzi tanga funga chimwe chinhu chisingaiti zvachose. Sokuti kunwa mukaka wedhongi,  kudonha mumuti. Kupotsa watsikwa nemota, Kuwana nyoka iri mumba menyu.

5. Chipota uchizorora asi pakuzorora, ramba uri mukati memukadzi uye ramba uchikisa mukadzi kana kusveta minyatso.

6. Jaira kurega mukadzi ave pamusoro uye aite basa rese iwe usafakanyika. Mupe mboro yese aite zvaanoda nayo kusvika mapedza. Zama kurerutsa muviri iye achishanda, asi wana paunomubata bata aite manyawi. Sanganisa maziso ake neako. Wana zvaunotaura kuratidza kuti urikunakirwa. Zvinopa manyawi.

Loading...