Connect with us

Hi, what are you looking for?

Ask Tete

Kana murume / mukadzi asingaguti pabonde, mhosva inani?

kusaguta bonde

Kana murume or mukadzi asingaguti pabonde, mhosva inani uye zvinogadzirika here?

Kana usingaguti pakuisana, mhosva inokanisa kuva newe kana kuti neumwe wako. Kana usina kuudza umwe wako kuti hausi kuguta uye kuti chii chaangakubatsira nacho kuti ugute, ndiwe une mhosva.  Kana wamuudza asi iye asingadi kukubatsira, ndiwe une mhosva.

Varume havanetsi kugutsa asi vanogumbuka chose kana mukadzi asinganyatsi kunzwisisa kuti anofanira kushandisa chiuno pakuisana, uye kuti anofanirwa kubatirira murume nekuchemerera kuratidza kuti unofarira kuiswa uye zviri kunaka.

kusaguta bonde

Vakadzi vanonetsa kugutsa nekuti vanoda zvinhu zvitatu zvinoti

1. Kutora nguva muchitamba kusvika anyorova, bhinzi yamira, minyatso yamira.

2. Kana murume apinza mboro makukoirana nguva refu inopfuura maminitsi manomwe murume asina kutunda.

3. Mapedza kuisana murume atunda, murume ngaamboita nguva achitambazve nemukadzi wake. Kana mukadzi angaasina kutunda, murume omubatsira.

Comments

You May Also Like

Nhau DzeBonde

Masvirirwo andakaitwa nemurume wemunhu ndikaita kunge beche richabvaruka. Ko ndaizivei kuti kusvirwa kunonaka kunge sugar chaiyo. Ndaigara nevabereki vangu apa ndainge ndavane 26years, baba...

Nhau DzeBonde

I have a confession, ndainge ndine Ex yangu and ainge ari munhu aribho apa aisvira zvokuti but for some reason ndakaita cheat on him....

Nhau DzeBonde

Kusvirwa kwandakaitwa nyoro muharare neshamwari yangu! Ndakakura muHarare asi pandakapedza chikoro ndakayenda kunogara kuBotswana for about 3 years chaidzo. Vabereki vangu vainge vakugara kumusha...

Nhau DzeBonde

Mainini vakafongora ndokubvisa bhurungwa ndichibva ndaibairira nyoro pashebeen! Munoziva nyaya dzekunwira doro pashabeen dzinoparira, ndini uyo rimwe zuva ndiri kufamba zvangu, homwe was very...

Copyright © 2020 ZoxPress Theme. Theme by MVP Themes, powered by WordPress.