Ask Tete5 years ago
Zvinokwanisika here kuti ndirambe ndichikoira mukadzi kwenguva refu?
Tete ndaita mubvunzo, ndinoda kukoira mukadzi wangu nguva refu zvinokwanisika here uye ndinoita sei? Chekutanga, ndinotenda chose kuti wafungawo kunakira umwe wako. Kuvarume vese vane vakadzi,...