Ini semunhu anoziva mboro dzese will give you type dzese dzemboro….
Kamboro shungu /kadora
Aka kamboyo kadukusa kekuti ukaiswa haumbonzwa kuti mune chapinda .kamboro aka kanowanzoita pamazirume aye anezvimatumbu unotokotsira uchisvirwa murume achitofiririra. mukadzi anotozogutirawo kumaboyfriend coz
anenge aripanzara
Mutsemurabeche / mbambo
Iri zimboro rinonaka chose but problem 1 inoitwa nevarume vanembambo ndeyekuda kusvira svira havagute beche. type yemboro iyi inotsemura beche chero usisiri virgin unotombozhamba mbambo yopinzwa zvayo .inopinda muchibereko chaimo and unotunda a thousand times baba vasati vatunda ukaona mukadzi asingahuri
ziva kuti akaroorwa nemurume anembambo.
Chamboko
Iyi itype yemboro yakareba iri nhete zvekuti unovhunduka kana usati wamboina inowanikwa pavarume varefurefu vaye uye inonaka haikona ukasvirwa nechamboko unorohwa mwoyo nekuti chibereko chinenge chachukuchwa kusvika chaneta plus varume ivava havatane kuitisa nhumbu zvekuti mukangoti 1 round unenge watoibviswa zvako watozvimbirwa
Munakirapasi/chiva
Iyi imboro isingatane kumira kungokisa chete inenge yatochaja type iyi inowanzoramba kurara apa yatundai zvekuti unopamhazve rimwe round ukaramba wakaiisa mubeche inenge idiki zvayo yakarara but kana yangogumwa inogumbuka zvekuti unosvira mukadzi akachema jende racho idiki rine size iri reasonable imboro inowanikwa paturume tutete tupfupi tunendebvu mumatama atingati mafalls vanekasmall body but big engine ukasvirwa once nemunakirapasi hauzomboda kuurega coz varume ivava vanokoira zvavo and vanonaka in all sex positions plus vanoziva kushandisa mboro dzavo chete murume ane mboro iyi anemuchiuno zvekuti anototi asvire wese waanyenga akamubvuma
Dhunduri
Chimboro chipfupi chikobvu chisingatane kutunda chinoitwa nevarume vakobvu vanenungo dzekukoira uye vanengonono ukasvirwa nechimboro ichi unonakirwa hako but u dont reach orgasm type yemurume akadai ikakecha hure mari yaenda mahara cz anopedza musati matombodii
Bvumburudze
Mboro iyi inotapira fani varume vacho havatunde zvekumhanya vanoita zvekubvumburudza beche chaizvo unosvirwa damba refu and unotozoita zvekufenda nekunakirwa mboro iyi inowanikwa pavarume vakasimba vasina chidumbu vanetsinga mumaoko umu tumachende twavo tudiki zvekuti haungamboti pane chinhu but vanokusiya wati rapata
Mutsunda
Aka kamboro katetetete kanorwadza but zijende racho rakakura zvekuti murume anenge akafutisa pamberi apa iyi mboro yakarara . kamboro aka hakanake zvachose and kanotobaya baya zvinotobhowa hakafadze kusvirwa nako kungosvirwawo kuti imboro but unokuvara nako
Mugeza mahure
Iyi imboro inotoda kushandwa kuti imire inotoda mukadzi anogona kudya mboro coz haingomire mire mboro inozipa zvayo iyoyi uye haikusiye usina kusvika paclimax itete irefu but inozosimbira kumusoro ndiko kwakafutirira chaizvo ikapinda haitsvedze inoita zvekunamirira chaizvo mubeche inotozobumo yatunda imboro inosiya amai vaine mufaro chero mambotukana
Muchochororo
Varume vanemboro iyi vaneromance yakapenga unototunda chete uchibata kunanzwa muviri wese kukiswa nepasi petsoka but kungopinza kudai atotunda zvekuti unosara uneshungu iye atoburuka zvake aakutoridza ngonono vakadzi vazhinji vanotozopedza vega nechigunwe kuti aite orgasm
Juru
Kamboro aka ndekemanga manga uchikaona but kanoshanda zvakaipa ukasvirwa nemurume anejuru unototi usvuuke beche chete kamboro ikaka kanozonyatsozvimba kave mubeche zvekuti unonzwa kunge mapinda mboro mbiri unotombotadza kufema mweya wavharwa nekuzara kwainenge yaita mubechemo hakusi kubvymburudzwa kusiiwa kwaakushosha kunyiniko unotochema pamwe pacho murume haatotundi iwe uchingotunda uchitapirirwa iye otozobonyorera hake kunze nekuti mboro yacho inonetesa inotoda vakagwinya . NDIMIKA MAITI MBORO DZAKAFANANA …….
Source – NhauDzevakuru