Tete: Ndingaitesei kuti murume anakirwe pakuisana?
Mubvunzo wako wakanaka chose, iwe ratidza kuda kuisana nemurume wako pese paada iye, uye kana akaita nguva refu asina kuratidza kuda (ngatiiti 12 hours) muudze kuti uri kuda kuiswa.
Kana mava kuisana terera murume wako, mubvunze zvaanoda. Shamwaridzana nemboro yake. Jaira kuibata uchinangisa pabeche rako iwewe. Jaira kugarokwira murume nekusununguka kushandisa chiuno pakugamuchira mboro pamunenge muchiisana.
Siyanisai maitiro enyu kwete kungodzokorora zvimwezvo. Kana muri mega zvisinei kuti inguvai, udza murume kuti uri kuda kuiswa, mosvirana. Murume ngaagare achiziva kuti akada kuisa mukadzi wake iwe gara uri ready kusvira.
Kana ukateedzera izvi uchawona murume wako anogara achifarira kugara nemukadzi iwewe uchinakirwawo nemboro yake.