Ask Tete5 years ago
Tete: Ndingaitesei kuti murume anakirwe pakuisana?
Tete: Ndingaitesei kuti murume anakirwe pakuisana? Mubvunzo wako wakanaka chose, iwe ratidza kuda kuisana nemurume wako pese paada iye, uye kana akaita nguva refu asina kuratidza kuda (ngatiiti...