Ndingaita sei kuti murume wangu anakirwe pabonde?

Must Read

Ndingaita sei kuti murume wangu anakirwe pabonde?

Murume umwe neumwe ane zvaanofarira pakuisana kwenyu. mukadzi umwe neumwe ane zvaanofarirawo iwe pane zvaunofarira zvisinei nekuisana kwevamwe vakadzi nevarume vavo.

Kuti unzwisise zvinonakira murume wako bvunza murume wako kuti chii chaanoda kuti ugare uchiita chinomunakira. Gara uchibvunza nguva nenguva kuti akuudze zvaanoda. Iwewo muudze zvaunoda mese munakirwe nekuisana kwenyu.

kunakirwa nebonde

Asi nzwisisa kuti kana waziva zvaanoda chiona kuti unogarozviita. Kana akakuudza chaanoda iwe usingachidi, chitodzidzira kuchiita nekuti ndizvozvinoda murume wako. Hakuna umwe murume wauchawana futi iyeyu ndiye wako. Unokwanisa hako kunoita hure reumwe murume asi uyu ndiye wako.

Vakadzi vakawanda kana akaita chikomba anoitira chikomba zvese zvese asi murume wemumba anonyimwa zvaanoda. Uku kusanzwisisa zvachose chose, fadzai murume mumba iye akufadzewo.

- Advertisement -
- Advertisement -
- Advertisement -

Latest Stories

Ndoita Sei nhai kuti ndinakirwe nemurume wangu?

Makadii vadikani mose ndine nyaya yangu yandinodawo rubatsiro please musanditukewo nekuti ndirikutotsvagawo kuziva. Ndakaroora last year and I am...

More Articles Like This

- Advertisement -