Ask Tete5 years ago
Ndingaita sei kuti murume wangu anakirwe pabonde?
Ndingaita sei kuti murume wangu anakirwe pabonde? Murume umwe neumwe ane zvaanofarira pakuisana kwenyu. mukadzi umwe neumwe ane zvaanofarirawo iwe pane zvaunofarira zvisinei nekuisana kwevamwe vakadzi...