Paakagadzika bucket pasina ndakanzwa ropa kumhanya mhanya kuti ndinenge ndakuda kuhwinha mutambo. Ndakatanga kubvisa belt rake ndakaona shirt yake yotamba tamba ndikashaya kuti chave chii. Hana yemurume mukuru yakarova zvekuti ndakaona akubuda tudikita pamhanza ndikapererwa kuti asi asvikirwa nemudzimu kani. ‘aaah but amai, imi neni, aaa ummmm chingondipai mari yangu ndiende ndakamirirwa mhiri uko nevaka promise hove’’ akadaro murume wehove achikakama, apa aive angotsikitsira pasi semusikana arikupfimbwa. Ndakamboda kuramwa asi kutaura chokwadi beche ranga ratofarira mboro kare kumurega zvaisaita.
Ndakamusimudza musoro ndikati ‘saka mafunga kuenda nezvakamira here madii kutanga mazvirarisa moenda henyu’’ ndakadaro ndakatsitsinyira maziso nekuwandirwa kwemafeelings. Ndakaona shirt yakudzikira kutamba tamba ndofunga hushingi hwanga hwakuuya, ‘zvamurikutaura ndikuzvinzwa asi ndotya kuonekwa ndiri muno nemurume wenyu ndikapondwa’ akadaro akanditarisa mumaziso chaimo izvi zvaiita kuti ndiwedzere kutotesa. Musatya henyu mukwasha ndiri single mom ndakarambana nemurume 2 years ago ave kugara nemumwe mukadzi , pano ndogara ndega nemwana wangu ari form 2 asi anodzoka hake kuma 4pm’ pandaitaura zvese izvi maoko aive busy kubvisa shirt yemurume wehove.
Ndakazoona kuti hana yake yagadzikana haachatya kwakumudhonzera pedyo neni ndikamupa kiss padama tikamboita katime takatarisana pasina akutaura neumwe. Ndakazoita sendakubva paari ndakanzwa ndabatwa ruoko achindidhonzera pedyo, ‘zviya mati makarambwa nemurume 2 years ago nhayi’’ akadaro ini handina kudaira ndakangogutsirira musoro ndichibva ndasanganisa malips angu neake. Ndakaona mboro yake yakutanga kumira zvekare ndofunga yaive yarara nekutya aichifunga ndiri mukadzi wemuridzi. Pakarepo ndakabva ndaibata ndichiita sendirikuibonyora shasha yabva yandibata magaro zvine kagrip kandakafarira.
Baba vehove vakatanga kundibvisa kadress kandaiva ndakapfeka zvine kahasha mukati semunhu anonokerwa. Akandisimudza ndokundirarisa patable apo ndasarwa nepant. Ndakange ndave kunyara nekuti raive ratota sendazviitira weti. Haana kuwana time yekundibvisa pant rakangoiswa paside nechemumoyo ndikati ko sei ane speed kuda kuisa ini ndichiri kuda kutambwa naye.
Ndaizvishusha ndega mupfangwa ndikangoti regai risvire riende ndainge ndatobhoikana. Ndakazonzwa kakunyorovera kari soft kabinzi kachiita sekakunyeredzwa, izvo raiva rurimi raitambiswa pakabhinzi ipapo mafeelings akabva angoshuta matinji akatanga kunjenjemera seabatwa nechando nyere yandikurira.
Ndakabuditsa tumusodzi twekunakirwa masasi ndakanzwa kuti ‘ko makuchemei zve asi hamusi interested here’’ akadaro achiratidza kupererwa ndakashaya voice rine simba ndikataura nekazevezeve kuti ‘please don’t stop wandipinza denga rechinomwe l cant control my feeling’’’ ndichingobva kudaro shasha akabva yaziva kuti mai vakuvara bva adzosera rurimi pakabinzi achiita kakuyamwa matinji, ini ndainge ndongoshinyira sesadza ranenguva riri pachoto.
Thank you for reading – Comments are welcome – Let us know if you want PART 2