Connect with us

Hi, what are you looking for?

Ask Tete

Murume anodawo kuti iwe mukadzi upote uchimbomukwirawo kuda kusvirwa

mukadzi kumbirawo kusvirwa

Varume vanodawo kuti iwe mukadzi upote uchimbomukwirawo kana kumuudza kuti ndirikuda kuiswa! Kana murume akaneta musana ndoitawo sei? Kuneta musana zvinoreva kuti murume haasi kugona basa pabonde. Anonetsa kukwezva. Anoona mukadzi wake semunhu akangomirira kubika nekuwacha nekurera vana nekutsvaira mumba, pasinawo umwe muripo unganzi haa nhasi mukadzi anakirwa nemurume wake.

Chekutanga tsvagai chikonzero chirikuitisa murume ave  nehusimbe pakusvirana. Usahwande, mubudire pachena kuti zviri kufamba sei asi usapopote.

Kana wawana nguva yekutaura naye tanga nekumurondedzera nyaya yekuti unomuda chose. Kana anzwisisa ipapo chirondedzera kuti zviri kukurwadza kugara nemunhu waunoda kudai mumba asi achigara ari kure newe. Rondedzera kuti kunzi mukadzi wemumba zvinoreva kuti chimwe chikuru chinangwa chemukadzi kuratidzwa rudo nemurume wake zvinova zvinosvika kumubhedha sekuti kana kamwe chete hako pazuva zvimwewo kaviri kana katatu unongoda. Asi wanga wakamirira nguva yese iyi hausi kunyatsoona kuti murume wako ari kufungei.

mukadzi kumbirawo kusvirwa

Kana anzwisisa mukumbire kuti pane chaanodawo kubvunza here kana kutsanangura nekuti pamwe iyewo anenge achitoti iwe ndiwe unofanira kutanga nyaya iyi kuti zviitike. Saka rega ataurewo mafungiro ake. Iwe terera wakanyarara kusvika apedza.

Chinzwisisanai kuti dambudziko riri papi. Kana murume achitombomira mboro dzimwe nguva, zvinoreva kuti anokwanisa kugaromira uye kurara newe. Asi kune varume vanodawo kuti iwe mukadzi upote uchiratidza kuda kuiswa chose uye kutanga nyaya pamunonorara. Hazvirevi kuti unotaura kuti ndoda kuiswa. Unokwanisa kuudza murume chiito chaunoita kana uchida kuiswa. Kana angoziva ega anoti akaona chiito ichi ofanomirira.

Koitazve varume vanodawo kuti iwe mukadzi upote uchimbomukwirawo. Iye anokumisira mboro iwe wochishandisa wega iye achiyevedzwa nokuona zvauri kuita.

Source – NhauDzevakuru

Comments

You May Also Like

Nhau DzeBonde

Masvirirwo andakaitwa nemurume wemunhu ndikaita kunge beche richabvaruka. Ko ndaizivei kuti kusvirwa kunonaka kunge sugar chaiyo. Ndaigara nevabereki vangu apa ndainge ndavane 26years, baba...

Nhau DzeBonde

I have a confession, ndainge ndine Ex yangu and ainge ari munhu aribho apa aisvira zvokuti but for some reason ndakaita cheat on him....

Nhau DzeBonde

Kusvirwa kwandakaitwa nyoro muharare neshamwari yangu! Ndakakura muHarare asi pandakapedza chikoro ndakayenda kunogara kuBotswana for about 3 years chaidzo. Vabereki vangu vainge vakugara kumusha...

Nhau DzeBonde

Mainini vakafongora ndokubvisa bhurungwa ndichibva ndaibairira nyoro pashebeen! Munoziva nyaya dzekunwira doro pashabeen dzinoparira, ndini uyo rimwe zuva ndiri kufamba zvangu, homwe was very...

Copyright © 2020 ZoxPress Theme. Theme by MVP Themes, powered by WordPress.