Kana murume or mukadzi asingaguti pabonde, mhosva inani uye zvinogadzirika here?
Kana usingaguti pakuisana, mhosva inokanisa kuva newe kana kuti neumwe wako. Kana usina kuudza umwe wako kuti hausi kuguta uye kuti chii chaangakubatsira nacho kuti ugute, ndiwe une mhosva. Kana wamuudza asi iye asingadi kukubatsira, ndiwe une mhosva.
Varume havanetsi kugutsa asi vanogumbuka chose kana mukadzi asinganyatsi kunzwisisa kuti anofanira kushandisa chiuno pakuisana, uye kuti anofanirwa kubatirira murume nekuchemerera kuratidza kuti unofarira kuiswa uye zviri kunaka.
Vakadzi vanonetsa kugutsa nekuti vanoda zvinhu zvitatu zvinoti
1. Kutora nguva muchitamba kusvika anyorova, bhinzi yamira, minyatso yamira.
2. Kana murume apinza mboro makukoirana nguva refu inopfuura maminitsi manomwe murume asina kutunda.
3. Mapedza kuisana murume atunda, murume ngaamboita nguva achitambazve nemukadzi wake. Kana mukadzi angaasina kutunda, murume omubatsira.