Madzibaba Bhenji vanopa mukadzi Key to Lock murume wake mukati memumwe mukadzi!

Yainge yava batai batai mumusha weWaterfalls muna Masocha pasangano re Johanne masowe yechishanu panotungamirwa naMadzibaba Bhenji vechidiki. Eunice Madhambure ane makore 24 ekuberekwa akaenda pasowe iro riri muWaterfalls achida kubvunza kwaive nemurume wake Sydney Mare...

Ndakaita kuishwetedza ndikanzwa mwana achiita kuzuzuma nekunakirwa!

Nerimwe zuva ndayenda zvangu ku Gym apo ndainge ndatanga kuita ma dance lessons kuti ndigare ndiri fit. Mwana ainge akanaka iyeye and aigona kutamba kunge ndiye akatanga Zumba dance, plus aiwuya ku gym atori...